Trap C & Chxna - Dhunge Mutunge (Official Audio)
TrapCZW TrapCZW
569 subscribers
138 views
14

 Published On Mar 6, 2021

FOLLOW Trap C
Instagram -   / trapczw  
Twitter -   / trapczw  
Facebook -   / trap-c-1200844263382415  

Intro
Ooooh woooo wooo
Oohhh woooo
Ooooh woooo wooo
Oohhh woooo

Yah, yohwe
Inzwa yah

1st Verse: Trap C
Gen'a rotsamwa mazuva andoganza ndichirova manumber handisvike pabase
Pandovaona ndozviona paface
Hapana love yeah (yah)
Vanoda kundichera kunge black wemaspades
Vanoda kundichera kunge borehole pashops
Vanoda kupinda mune rangu bag
Ndovapa sando vokwidza mahopes
Ndiri kutryer kuenda kumberi kutora maUS kupinda mumacharts (bag bag)
Urikunetsa kabhebhi kuseri kupinda muma DMs kupinda muma chats yah
Ndozvauchadyira machunks iwe
Mira maprat yah yah
Uchida chithug ndine ma gen'a anokukanda mutrunk
Vanokukanda muRunx (Runx!)vanokurova kwaManex
Ndiri munhu waMwari ini sane (Sane!)saka huya titsvage Mari
Maria tarira career yangu iya
Handidi mablessings mubhale
Ndoda bottle Mwari
Ndichanosimbisa wangu hukama kuona vakoma kuona ana mhamha
Kuti ndijekesewo ramangwana nekuti hupenyu hunosvibisa hana
Munhu mupenyu haaoni zvakanaka
Asi anotodawo zvakanaka
Hazvisi here funny here wangu (yah)
Hazvisi here funny here wangu (yah)

Hook
Chxna:
Yah ah
Zuva nezuva, misi nemisi zviere mukono ah
Tsono yawakapinza imhene here kana idhunge mutunge ah
Zuva nezuva, misi nemisi zviere mukono ah
Tsono yawakapinza imhene here kana idhunge mutunge ah

Chxna & Trap C
Dhunge mutunge ( yah ) tunge (yah) woi dhunge mutunge ah
Dhunge mutunge (yah) tunge (yah)woi dhunge mutunge ahh
Dhunge mutunge mutunge mutunge mutunge mutunge mutunge
Dhunge mutunge tunge woi dhunge mutunge

2nd Verse : Chxna
Munerimwe remazuva ndakamuka ndakanangasango kundotsvaga mafuro manyoro hombarume vhima mhembwe woziva makava mapere
Tize tize mubako
Wanei nditsoko nanyoka
Vanomhanya gejo pano
Ndati zvimwe muri wangu asi pafeya magen’a kuteyana deya
Toti toti inowachisa kana pasina protection ziva haisi surf
Ukabwaira uchamuka wadaira zibama
Ndiani mdara kumashure kwaJesu
Ndazvigaya nyatsimba kuti ndivake ndigare kure nemhuri yangu
Neunhu wangu neHupenyu wangu
Pasina anonditi chimbopasa crown

Ahh Honda ndafamba kutsvaga bobo kana Go bhora
Hustle rangu randakapikirwa ndipo pandinofura
Vamwe vanotaura lovers
Kusasa Gaka kunge munyu
Still ndinenge ndiri paconer
Tichi scroller madollars
Brick muruoko kunge bhiridha (Eeeh)



Hook
Chxna
Yah ah
Zuva nezuva, misi nemisi zviere mukono ah
Tsono yawakapinza imhene here kana idhunge mutunge ah
Zuva nezuva, misi nemisi zviere mukono ah
Tsono yawakapinza imhene here kana idhunge mutunge ah

Chxna & Trap C
Dhunge mutunge ( yah ) tunge (yah) woi dhunge mutunge ah
Dhunge mutunge (yah) tunge (yah)woi dhunge mutunge ahh
Dhunge mutunge mutunge mutunge mutunge mutunge mutunge
Dhunge mutunge tunge woi dhunge mutunge

Outro
Ooooh woooo wooo
Oohhh woooo
Ooooh woooo wooo
Oohhh woooo

show more

Share/Embed